Psalms 107:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaʋaropafadza ʋo, ʋakawanda kwaɀo; Akasatendera ɀipfuwo ɀaʋo kutapudzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akavaropafadza, uye akavawanza zvikuru, uye haana kutendera zvipfuwo zvavo kuparara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo pachavo aivakomborera vachitowanda kwazvo asingabvumiri kuti zvipfuwo zvavo zvishomeke,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavaropafadzawo, vakawanda kwazvo; Akasatendera zvipfuwo zvavo kutapudzwa.
Shona 2009?
Akavaropafadzawo, vakawanda kwazvo; Akasatendera zvipfuwo zvavo kutapudzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Akavaropafadzawo, vakawanda kwazvo; Akasatendera zvipfuwo zvavo kutapudzwa.