Psalms 107:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakatapudzika nokuʋa ʋashoma Nemhaka yokumanikidzwa, nenhamo, nokuɀidya mŋoyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakava vashoma, uye vakaninipiswa vakadzvinyirirwa, nenjodzi uye nokusuwa;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana vainge vashomekeswa, vaitwa vanhu vasina maturo pamusana pokudzvinyirirwa kana kuti nenhamo kana nokusuruvara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakatapudzika nokuva vashoma. Nemhaka yokumanikidzwa, nenhamo, nokuzvidya mwoyo.
Shona 2009?
Zvino vakatapudzika nokuva vashoma. Nemhaka yokumanikidzwa, nenhamo, nokuzvidya moyo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakatapudzika nokuva vashoma. Nemhaka yokumanikidzwa, nenhamo, nokuzvidya mwoyo.