Psalms 107:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakafamba‐famba murenje munzira yomuciwunde; Haʋana‐kuwana guta maʋaŋgagara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vakadzungaira murenje nomugwenga, vachishayiwa nzira yokuenda kuguta rwavangagara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vakadzungaira murenje vachishaya nzira yokuenda nayo kuguta rokundogara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakafamba-famba murenje munzira yomugwenga; Havana kuwana muguta mavangagara.
Shona 2009?
vakafamba-famba murenje munzira yomugwenga;Havana kuwana muguta mavangagara
Shona SUB 2002 Bible
Vakafamba–famba murenje munzira yomugwenga; Havana kuwana muguta mavangagara.