Psalms 107:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani wakacenjera ucacerekedza ɀinhu iɀoɀi, Ʋacafuŋga ʋunyoro bgaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani akachenjera ngaachengete zvinhu izvi, uye arangarire rudo rukuru rwaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wose mungwaru ngaacherechedze zvinhu izvi vanhu ngavarangarire mwoyochena waTENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ani naani akachenjera achacherekedza zvinhu izvozvi, Vachafunga unyoro hwaJehovha.
Shona 2009?
Ani naani akachenjera achacherekedza zvinhu izvozvi, Vachafunga unyoro hwaJehovha. Mwari Mubatsiri wedu
Shona SUB 2002 Bible
Ani naani akachenjera achacherechedza zvinhu izvozvi, Vachafunga unyoro hwaJehovha.