Psalms 107:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakafa nenzara nenyota, Mŋeya waʋo ukaziya mukati maʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakanga vava vane nzara nenyota, uye upenyu hwavo hwakanga hwoparara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaita nzara nenyota vakarasa mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakafa nenzara neyota, Mweya wavo ukaziya mukati mavo.
Shona 2009?
vakafa nenzara nenyota,Mweya yavo ikaziya mukati mavo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakafa nenzara nenyota, Mweya wavo ukaziya mukati mavo.