Psalms 107:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakacema kunaJehova pakutambudzika kwaʋo, Iye akaʋarwira panjodzi dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo, akavarwira pakutambura kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazochema kuna TENZI munhamo dzavo, iye akavanunura kupfumvu yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo, Iye akavarwira panjodzi dzavo.
Shona 2009?
Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo, Iye akavarwira panjodzi dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo, Iye akavarwira panjodzi dzavo.