Psalms 107:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaʋafambisa ʋo nenzira yakarurama, Kuti ʋaȿike kuguta rokugara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavafambisa nenzira yakarurama kuenda kuguta ravaizogara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavatungamirira munzira yakati tasa vakasvika muguta rokugara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakavafambisawo nenzira yakarurama, Kuti vasvike kuguta rokugara.
Shona 2009?
Wakavafambisawo nenzira yakarurama, Kuti vasvike kuguta rokugara.
Shona SUB 2002 Bible
Wakavafambisawo nenzira yakarurama, Kuti vasvike kuguta rokugara.