Psalms 107:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti unogutisa mŋeya, unenyota, Ʋuye mŋeya, unenzara, unouzadza neɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti anogutsa vane nyota, uye vane nzara anovazadza nezvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti anogondwesa ane nyota uye ane nzara anomugutsa nezvinhu zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti anogutisa mweya, une nyota, Uye mweya, une nzara, anouzadza nezvakanaka.
Shona 2009?
Nokuti anogutisa mweya, une nyota, Uye mweya, une nzara, anouzadza nezvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti anogutisa mweya, une nyota, Uye mweya, une nzara, anouzadza nezvakanaka.