Psalms 108:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwiyo, Pisarema raDavidi. Mŋoyo waŋgu wakasimba, Mŋari; Ndicaimba, ɀirokwaɀo, ndicaimba nziyo dzokurumbidza, nomŋeya waŋgu wose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwiyo. Pisarema raDhavhidhi. [1] Mwoyo wangu wakasimba, Mwari imi; ndichaimba uye ndichaimba zvakanaka nomwoyo wangu wose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika inokumbira rubatsiro pamusana pavavengi Mwoyo wangu wakagadzikana Mwari, mwoyo wakagadzikana. Ndichaimba ndichirumbidza; muka iwe mweya wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo wangu wakasimba, Mwari; Ndichaimba, zvirokwazvo, ndichaimba nziyo dzokurumbidza, nomweya wangu wose.
Shona 2009?
moyo wangu wakasimba, Mwari; Ndichaimba, zvirokwazvo, ndichaimba nziyo dzokurumbidza, nomweya wangu wose.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo wangu wakasimba, Mwari; Ndichaimba, zvirokwazvo, ndichaimba nziyo dzokurumbidza, nomweya wangu wose.