Psalms 108:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko ucandiisa muguta rakakombga namaȿiŋgo? Ndianiko ucandiperekedza ndiende Edomi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko achandiuyisa muguta rakakomberedzwa namasvingo? Ndianiko achanditungamirira kuEdhomu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvino ndiani achanditsvitsa kuguta rokuzvidzivirira muhondo ndiani achanditungamirira kuEdhomu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko achandiisa muguta rakakombwa namasvingo? Ndianiko achandiperekedza ndiende Edhomu?
Shona 2009?
Ndianiko achandiisa muguta rakakombwa namasvingo? Ndianiko achandiperekedza ndiende Edhomu?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko achandiisa muguta rakakombwa namasvingo? Ndianiko achandiperekedza ndiende Edhomu?