Psalms 108:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muka iwe muteŋgeranwa nembira; Ini ndimene ndicamuka maŋgwanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muka iwe mutengeranwa nembira! Ndichamutsa mambakwedza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukai imi dimbwa nechipendani ndimutse mambakwedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muka iwe mutengeranwa nembira; Ini ndimene ndichamuka mangwanani.
Shona 2009?
Muka iwe mutengeramwa nembira; Ini ndimene ndichamuka mangwanani.
Shona SUB 2002 Bible
Muka iwe mutengeranwa nembira; Ini ndimene ndichamuka mangwanani.