Psalms 109:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba. Pisarema raDavidi. Regai kunyarara, Mŋari wokurumbidza kwaŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. [1] Haiwa Mwari, imi wandinorumbidza, regai kunyarara,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyunyuta kwomunhu ari munhamo Imi Mwari wandinorumbidza regai kunyarara
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kunyarara, Mwari wokurumbidza kwangu;
Shona 2009?
Regai kunyarara, Mwari wokurumbidza kwangu;
Shona SUB 2002 Bible
Regai kunyarara, Mwari wokurumbidza kwangu;