Psalms 109:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀakaipa ɀamadziɓaɓa ake ŋgaɀiraŋgarirwe naJehova; Ɀiʋi ɀamai ʋake ŋgaɀirege kudzimŋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mhosva yamadzibaba ake ngairangarirwe pamberi paJehovha; chivi chamai vake ngachirege kumbodzimwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakaipa zvamadzibaba ake ngazvirangarirwe naTENZI; chitadzo chaamai vake chirege kupfudzwa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakaipa zvamadzibaba ake ngazvirangarirwe naJehovha; Zvivi zvamai vake ngazvirege kudzimwa.
Shona 2009?
Zvakaipa zvamadzibaba ake ngazvirangarirwe naJehovha; Zvivi zvamai vake ngazvirege kudzimwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvakaipa zvamadzibaba ake ngazvirangarirwe naJehovha; Zvivi zvamai vake ngazvirege kudzimwa.