Psalms 109:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaɀirambe ɀiri pamberi paJehova ŋguʋa dzose, Kuti aparadze kuraŋgarirwa kwaʋo pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvivi zvavo ngazvirambe zviri pamberi paJehovha, kuti aparadze chirangaridzo chavo panyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvirambe zviri pana TENZI kuitira kuti vasamboyeukwazve panyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngazvirambe zviri pamberi paJehovha nguva dzose, Kuti aparadze kurangarirwa kwavo pasi.
Shona 2009?
Ngazvirambe zviri pamberi paJehovha nguva dzose, Kuti aparadze kurangarirwa kwavo pasi.
Shona SUB 2002 Bible
Ngazvirambe zviri pamberi paJehovha nguva dzose, Kuti aparadze kurangarirwa kwavo pasi.