Psalms 109:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nemhaka yokuti haana‐kuraŋgarira kunzwira ŋgoni, Asi wakatambudza murombo nomushaiwi, Nounomŋoyo wakaputsika, kuti a ʋa ʋuraye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti haana kumbofunga kuita zvakanaka, asi akavhima varombo kusvika parufu, vanoshayiwa navane mwoyo yakaputsika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti haana kuyeuka kuita mwoyo wakanaka; asi akaronda varombo navasina chavanacho navakarasa mwoyo kusvikira vatofa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nemhaka yokuti haana kurangarira kunzwira ngoni, Asi wakatambudza murombo nomushaiwi, Neanomwoyo wakaputsika, kuti avauraye.
Shona 2009?
Nemhaka yokuti haana kurangarira kunzwira ngoni, Asi wakatambudza murombo nomushaiwi, Neanomoyo wakaputsika, kuti avauraye.
Shona SUB 2002 Bible
Nemhaka yokuti haana kurangarira kunzwira ngoni, Asi wakatambudza murombo nomushaiwi, Neanomwoyo wakaputsika, kuti avauraye.