Psalms 109:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, kutuka ndiɀo ɀaakaɗa, ɀikaʋuya ʋo kwaari; Kukomborera haana‐kukufarira kukagara kure naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aifarira kutaura chituko, ngachichiuya pamusoro pake; iye asina kufadzwa nokuropafadza, ngakuve kure naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aifarira kurengerera rushambwa, rushambwa ngarumupfukire. Haana kufarira chikomborero saka ngachivewo kure naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, kutuka ndizvo zvaakada, zvikauyawo kwaari; Kukomborera haana kukufarira kukagara kure naye.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, kutuka ndizvo zvaakada, zvikauyawo kwaari; Kukomborera haana kukufarira kukagara kure naye.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, kutuka ndizvo zvaakada, zvikauyawo kwaari; Kukomborera haana kukufarira kukagara kure naye.