Psalms 109:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaɀiʋe kwaari secisimiro caanoɀifukidza naco, Segwaraɗa raakaɀisuŋga naro ŋguʋa dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngazvive sejasi rakamonerwa paari, sebhanhire rakasungirirwa paari nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kukangoita sehanzu yaanozvimonera nayo uye sebhande raanozvisunga naro zuva nezuva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngazvive kwaari sechisimiro chaanofukidza nacho, Segwarada raakazvisunga naro nguva dzose.
Shona 2009?
Ngazvive kwaari sechisimiro chaanofukidza nacho, Segwarada raakazvisunga naro nguva dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Ngazvive kwaari sechisimiro chaanofukidza nacho, Segwarada raakazvisunga naro nguva dzose.