Psalms 109:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakandishamisira muromo wowakaipa, ʋuye muromo unonyeŋgedzera; Ʋakandireʋa norurimi runenhema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti vanhu vakaipa vanonyengera vakandishamira miromo yavo; vakataura nhema pamusoro pangu nendimi dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vakaipa navarevi venhema vari kundirwisa vachindirevera nhema
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakandishamisira muromo wowakaipa, uye muromo unonyengedzera; Vakandireva norurimi rune nhema.
Shona 2009?
Nokuti vakandishamisira muromo wowakaipa, uye muromo unonyengedzera; Vakandireva norurimi rune nhema.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakandishamisira muromo wowakaipa, uye muromo unonyengedzera; Vakandireva norurimi rune nhema.