Psalms 109:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mabvi aŋgu haacinesimba nokuɀinyima ɀokudya; Nyama yaŋgu yawonda nokushaiwa mafuta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mabvi angu apera simba nokutsanya; muviri wangu waonda uye ndaonda kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mabvi angu arenda nokutsanya, ndaonda ini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mabvi angu haachine simba nokuzvinyima zvokudya; Nyama yangu yaonda nokushaiwa mafuta.
Shona 2009?
Mabvi angu haachine simba nokutsanya; Nyama yangu yaonda nokushaiwa mafuta.
Shona SUB 2002 Bible
Mabvi angu haachine simba nokuzvinyima zvokudya; Nyama yangu yaonda nokushaiwa mafuta.