Psalms 109:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndaʋa ʋo cinhu cinoɀidzwa naʋo; Kana ʋacindiʋona ʋanodzuŋgudza misoro yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiri chinhu chinosekwa navapomeri vangu; pavanondiona, vanodzungudza misoro yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndava chinhu chinoshorwa navandipomera mhosva; vakandiona vanozunguza musoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndavawo chinhu chinozvidzwa navo; Kana vachindiona vanodzungudza misoro yavo.
Shona 2009?
Ndavawo chinhu chinozvidzwa navo; Kana vachindiona vanodzungudza misoro yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndavawo chinhu chinozvidzwa navo; Kana vachindiona vanodzungudza misoro yavo.