Psalms 109:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaʋatuke haʋo, asi imi ropafa dzai; Kana ʋacisimuka, ʋacanyadziswa, asi muranda wenyu ucafara kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo vangatuka havo, asi imi mucharopafadza; vachanyadziswa pavanorwisa, asi muranda wenyu achafara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai zvavo varengerere rushambwa asi imi komborerai vanondirwisa zvavo; asi vachanyara ini muranda wenyu ndichitofara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngavatuke havo, asi imi ropafadzai; Kana vachisimuka, vachanyadziswa, asi muranda wenyu achafara kwazvo.
Shona 2009?
Ngavatuke havo, asi imwi ropafadzai; Kana vachisimuka, vachanyadziswa, asi muranda wenyu achafara kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ngavatuke havo, asi imi ropafadzai; Kana vachisimuka, vachanyadziswa, asi muranda wenyu achafara kwazvo.