Psalms 109:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋake ŋgaʋaʋe nherera, Ʋuye mukadzi wake ŋgaaʋe cirikadzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vana vake ngavave nherera, uye mukadzi wake ave chirikadzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana vake ngavave nherera dzisina baba mudzimai wake ave chirikadzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vake ngavave nherera, Uye mukadzi wake ngaave chirikadzi.
Shona 2009?
Vana vake ngavave nherera, Uye mukadzi wake ngaave chirikadzi.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vake ngavave nherera, Uye mukadzi wake ngaave chirikadzi.