Psalms 11:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana nheyo dzakaparadzwa, Wakarurama uŋgaiteiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana nheyo dzaparadzwa, akarurama angaiteiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana ugaro hwaparadzwa wakarurama angaitei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana nheyo dzakaparadzwa, Akarurama angaiteiko?”
Shona 2009?
Kana nheyo dzakaparadzwa, Akarurama angaiteiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Kana nheyo dzakaparadzwa, Akarurama angaiteiko?”