Psalms 110:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe parudyi rwako Ucaparadza madzimambo pazuʋa rokutsamŋa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha ari kuruoko rwako rworudyi; achaparadza madzimambo pazuva rehasha dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ari kurudyi rwako achaparadza madzimambo pazuva rake rehasha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe parudyi rwako Achaparadza madzimambo pazuva rokutsamwa kwake.
Shona 2009?
Ishe parudyi rwako Achaparadza madzimambo pazuva rokutsamwa kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Ishe parudyi rwako Achaparadza madzimambo pazuva rokutsamwa kwake.