Psalms 111:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hareruya! Ndicaʋoŋga Jehova nomŋoyo waŋgu wose, Paraŋgano yaʋakarurama, napaʋuŋgano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rumbidzai Jehovha. Ndicharumbidza Jehovha nomwoyo wangu wose, paungano yavakarurama napagungano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Areruya. Ndichatenda TENZI nomwoyo wangu wose mugungano ravakarurama, musangano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hareruya! Ndichavonga Jehovha nomwoyo wangu wose, Parangano yavakarurama, napaungano.
Shona 2009?
Hareruya! Ndichavonga Jehovha nomoyo wangu wose, Parangano yavakarurama, napaungano.
Shona SUB 2002 Bible
Hareruya! Ndichavonga Jehovha nomwoyo wangu wose, Parangano yavakarurama, napaungano.