Psalms 111:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maɓasa aJehova makuru, Anocerekedzwa naʋose ʋanoafarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mabasa aJehovha makuru; anorangarirwa navose vanofara maari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mabasa aTENZI makuru anodzidzwa navose vanoafarira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mabasa aJehovha makuru, Anocherechedzwa navose vanoafarira.
Shona 2009?
Mabasa aJehovha makuru, Anocherechedzwa navose vanowafarira.
Shona SUB 2002 Bible
Mabasa aJehovha makuru, Anocherechedzwa navose vanoafarira.