Psalms 111:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maɓasa ake, anoshamisa, wakaaita ciyeʋudziro; Jehova unenyasha netsitsi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaita kuti zvishamiso zvake zvirangarirwe; Jehovha ane nyasha nengoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadzika chokuti timuyeuke nacho mabasa ake anoshamisa, TENZI ane mwoyo wakanaka uye ano tsitsi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mabasa ake, anoshamisa, wakaaita chiyeudziro; Jehovha anenyasha netsitsi.
Shona 2009?
Mabasa ake, anoshamisa, wakaaita chiyeudziro; Jehovha anenyasha netsitsi.
Shona SUB 2002 Bible
Mabasa ake, anoshamisa, wakaaita chiyeudziro; Jehovha ane nyasha netsitsi.