Psalms 111:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Yakasimbiswa nokusiŋgaperi‐peri, Yakaitwa neɀokwaɗi nokururama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Yakasimba kusvika nokusingaperi-peri, yakaitwa mukutendeka nokururama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipfirapo narini narini, yakatemwa mukutendeka nomuchokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Yakasimbiswa nokusingaperi-peri, Yakaitwa nezvokwadi nokururama.
Shona 2009?
Yakasimbiswa nokusingaperi-peri, Yakaitwa nezvokwadi nokururama.
Shona SUB 2002 Bible
Yakasimbiswa nokusingaperi–peri, Yakaitwa nezvokwadi nokururama.