Psalms 112:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaipa ucaɀiʋona, ndokufa neshuŋgu; Ucageda‐geɗa meno ake, ndokunyauka; Kuɗa kwowakaipa kucaparara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaipa achazviona uye acharwadziwa, acharumanya meno ake uye achaonda; kushuva kwowakaipa kuchava pasina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu wakaipa anozviona agogumbuka nazvo; anofinyamisa uso obva anyangarika; zvinodiwa nowakaipa hazvina kwazvinosvika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaipa achazviona, ndokufa neshungu; Achageda-geda meno ake, ndokunyauka; Kuda kwowakaipa kuchaparara.
Shona 2009?
Akaipa achazviona, ndokufa neshungu; Achageda-geda meno ake, ndokunyauka; Kuda kowakaipa kuchaparara.
Shona SUB 2002 Bible
Akaipa achazviona, ndokufa neshungu; Achageda–geda meno ake, ndokunyauka; Kuda kwowakaipa kuchaparara.