Psalms 112:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋake ʋacaʋa nesimba pasi; Rudzi rwowakarurama rucaropafadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vana vake vachava nesimba panyika; zvizvarwa zvavakarurama zvicharopafadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvizukuru zvake zvichava zvakasimba panyika zvizvarwa zvakarurama zvichakomborerwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vake vachava nesimba pasi; Rudzi rwowakarurama rucharopafadzwa.
Shona 2009?
Vana vake vachava nesimba pasi; Rudzi rwowakarurama rucharopafadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vake vachava nesimba pasi; Rudzi rwowakarurama rucharopafadzwa.