Psalms 112:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fuma neɀakawanda ɀiri mumba make; Kururama kwake kunogara nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pfuma nezvakawanda zviri mumba make, uye kururama kwake kunogara nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musha wake uchazara noupfumi nepfuma uye ururami hwake huchagara nokusingaperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pfuma nezvakawanda zviri mumba make; Kururama kwake kunogara nokusingaperi.
Shona 2009?
fuma nezvakawanda zviri mumba make; Kururama kwake kunogara nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Pfuma nezvakawanda zviri mumba make; Kururama kwake kunogara nokusingaperi.