Psalms 112:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unomufaro munhu uyo unoita nenyasha, unopa cikwerete; Ucaruramisirwa mhaka yake pakutoŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakanaka zvinouya kumunhu anopa zvizhinji uye anokweretesa pachena, anofambisa nzira dzake nokururamisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wakanaka zvake munhu anoita mwoyochena uye anokweretesa anoita zvinhu zvake noruenzaniso.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ane mufaro munhu uyo anoita nenyasha, anopa chikwerete; Acharuramisirwa mhaka yake pakutonga.
Shona 2009?
Ane mufaro munhu uyo anoita nenyasha, anopa chikwereti, Acharuramisirwa mhaka yake pakutonga.
Shona SUB 2002 Bible
Ane mufaro munhu uyo anoita nenyasha, anopa chikwereti; Acharuramisirwa mhaka yake pakutonga.