Psalms 112:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haaŋgatyi mashoko eɀinhu ɀakaipa; Mŋoyo wake wakasimba, ucaʋimba naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haangatyi mashoko akaipa; mwoyo wake wakasimba, anovimba naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haambotya marehwarehwa akaipa; akasimba mwoyo, anovimba naTENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haangatyi mashoko ezvinhu zvakaipa; Mwoyo wake wakasimba, uchavimba naJehovha.
Shona 2009?
Haangatyi mashoko ezvinhu zvakaipa; moyo wake wakasimba, uchavimba naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Haangatyi mashoko ezvinhu zvakaipa; Mwoyo wake wakasimba, uchavimba naJehovha.