Psalms 112:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo wake wakasimbiswa, haaŋgatyi, Kuȿikira aʋona kukundwa kwaʋadziʋisi ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo wake wakachengetedzeka, haangatyi chinhu; pakupedzisira achatarira nokukunda kuvavengi vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagadzana mwoyo, haambotya kusvikira aona zvaanoda zvichiitika kumhandu dzake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo wake wakasimbiswa, haangatyi, Kusvikira aona kukundwa kwavadzivisi vake.
Shona 2009?
moyo wake wakasimbiswa, haangatyi, Kusvikira aona kukundwa kwavadzivisi vake.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo wake wakasimbiswa, haangatyi, Kusvikira aona kukundwa kwavadzivisi vake.