Psalms 112:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaparadzira, akapa ʋashaiwi; Kururama kwake kunogara nokusiŋgaperi; Runyaŋga rwake rucakwiridzwa nokukudzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaparadzira kure zvipo zvake kuvarombo, kururama kwake kunogara nokusingaperi; runyanga rwake ruchasimudzwa mudenga mukukudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndimupanegombe chaiye anopa kuvarombo; kururama kwake kunoramba kuripo nokusingaperi, simba rake rinorumbidzwa nomukurumbira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaparadzira, akapa vashaiwi; Kururama kwake kunogara nokusingaperi; Runyanga rwake ruchakwiridzwa nokukudzwa.
Shona 2009?
Akaparadzira, akapa vashaiwi; Kururama kwake kunogara nokusingaperi; Runyanga rwake ruchakwiridzwa nokukudzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Akaparadzira, akapa vashaiwi; Kururama kwake kunogara nokusingaperi; Runyanga rwake ruchakwiridzwa nokukudzwa.