Psalms 113:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubva pakuɓuɗa kwezuʋa kuȿikira pakuʋira kwaro Zita raJehova rinofanira kurumbidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva pakubuda kwezuva kusvikira pakuvira kwaro, zita raJehovha rinofanira kurumbidzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubvira pakubuda kwezuva kusvika pakudoka kwaro, zita raTENZI ngarirumbidzwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubva pakubuda kwezuva kusvikira pakuvira kwaro Zita raJehovha rinofanira kurumbidzwa.
Shona 2009?
Kubva pakubuda kwezuva kusvikira pakuvira kwaro Zita raJehovha rinofanira kurumbidzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Kubva pakubuda kwezuva kusvikira pakuvira kwaro Zita raJehovha rinofanira kurumbidzwa.