Psalms 113:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye unoɀiɗukupisa kuti aʋone Ɀiri kuɗeŋga napasi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
anokotamira pasi kuti aone zviri kudenga napanyika?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anotoita zvokukotamira pasi kuti aone matenga napasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye anozvidukupisa kuti aone Zviri kudenga napasi?
Shona 2009?
Iye anozvidukupisa kuti aone Zviri kudenga napasi?
Shona SUB 2002 Bible
Iye anozvidukupisa kuti aone Zviri kudenga napasi?