Psalms 113:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti amugarise pamŋe cete namacinda, Iwo macinda aʋanhu ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
anovagadza namachinda, namachinda avanhu vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achivagarisa namachinda, namachinda avanhu vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti amugarise pamwechete namachinda, Iwo machinda avanhu vake.
Shona 2009?
Kuti amugarise pamwechete namachinda, Iwo machinda avanhu vake.
Shona SUB 2002 Bible
Kuti amugarise pamwechete namachinda, Iwo machinda avanhu vake.