Psalms 113:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unogarisa mukadzi usiŋgaɓereki mumba, Aʋe mai ʋanofara naʋana. Hareruya!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anogarisa mukadzi asingabereki mumba make, samai vavana vanofara. Rumbidzai Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anopa mudzimai asina mbereko musha achimuita amai vavana vanofara. Areruya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anogarisa mukadzi asingabereki mumba, Ave mai vanofara navana. Hareruya!
Shona 2009?
Anogarisa mukadzi asingabereki mumba,ave mai vanofara navana. Hareruya
Shona SUB 2002 Bible
Anogarisa mukadzi asingabereki mumba, Ave mai vanofara navana. Hareruya!