Psalms 114:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakuɓuɗa kwaIsraeri paEgipita, Imba yaJakobo iciɓuɗa pakati paʋanhu ʋakaŋga ʋanorumŋe rurimi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Israeri akati abuda muIjipiti, imba yaJakobho ichibva kurudzi runo mutauro wokumwe,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu veIsiraeri pavakabuda muIjipiti, imba yokwaJakobho ichibva muvanhu vorumwewo rurimi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakubuda kwaIsiraeri paIjipiti, Imba yaJakobho ichibuda pakati pavanhu vakanga vanorumwe rurimi;
Shona 2009?
Pakubuda kwaIsiraeri Imba yaJakobho ichibuda pakati pavanhu vakanga vanorumwe rurimi;
Shona SUB 2002 Bible
Pakubuda kwaIsiraeri muIjipiti, Imba yaJakobho ichibuda pakati pavanhu vakanga vanorumwe rurimi;