Psalms 114:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Juda wakaitwa imba yake tȿene, NaIsraeri ʋushe bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Judha akava imba tsvene yaMwari, Israeri ushe hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Judha yakave nzvimbo yake inoera Isiraeri ikave nyika youmambo hwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Judha akaitwa imba yake tsvene, NaIsiraeri ushe hwake.
Shona 2009?
Judha akaitwa imba yake tsvene, Nalsiraeri ushe hwake.
Shona SUB 2002 Bible
Judha akaitwa imba yake tsvene, NaIsiraeri ushe hwake.