Psalms 115:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakatiraŋgarira; iye ucatiropafadza; Ucaropafadza imba yaIsraeri; Ucaropafadza imba yaAroni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anotirangarira uye achatiropafadza: Acharopafadza imba yaIsraeri, acharopafadza imba yaAroni,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI anotirangarira; achatikomborera. Achakomborera imba yokwaIsiraeri; achakomborera imba yokwaAroni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akatirangarira; iye achatiropafadza; Acharopafadza imba yaIsiraeri; Acharopafadza imba yaAroni.
Shona 2009?
Jehovha akatirangarira; iye achatiropafadza; Acharopafadza imba yaIsiraeri, Acharopafadza imba yaAroni.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akatirangarira; iye achatiropafadza; Acharopafadza imba yaIsiraeri; Acharopafadza imba yaAroni.