Psalms 115:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ucaramba acikuwanzai, Imi naʋana ʋenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha ngaakuwanzei, mose iwe navana vako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ngaakuwanziridzei imi navana venyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha acharamba achikuwanzai, Imi navana venyu.
Shona 2009?
Jehovha acharamba achikuwanzai, imwi navana venyu.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha acharamba achikuwanzai, Imi navana venyu.