Psalms 115:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi makaropafadzwa naJehova, Iye wakaita kuɗeŋga napasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha ngaakuropafadze, iye muiti wedenga napasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai makangokomborerwa naTENZI akasika denga napasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi makaropafadzwa naJehovha, Iye akaita kudenga napasi.
Shona 2009?
imwi makaropafadzwa naJehovha, Iye akaita kudenga napasi.
Shona SUB 2002 Bible
Imi makaropafadzwa naJehovha, Iye akaita kudenga napasi.