Psalms 115:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀifananidzo ɀaʋo isirveri nendarama, Ƃasa ramaʋoko aʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvifananidzo zvavo isirivha negoridhe, zvakaitwa namaoko avanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvifananidzo zvavo zvokunamata, isirivha nendarama, zvakaitwa namaoko avanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvifananidzo zvavo sirivha nendarama, Basa ramaoko avanhu.
Shona 2009?
Zvifananidzo zvavo sirivha nendarama, Basa ramaoko avanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvifananidzo zvavo sirivha nendarama, Basa ramaoko avanhu.