Psalms 115:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinenzeʋe, asi haɀinzwi; Nemhino ɀinadzo, asi haɀinhuwidzi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvine nzeve, asi hazvigoni kunzwa mhino, asi hazvigoni kunhuwidza;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvine nzeve asi hazvinzwi; zvine mhuno asi hazvinhuwidzi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinenzeve, asi hazvinzwi; Nemhino zvinadzo, asi hazvinhuwidzi;
Shona 2009?
Zvinenzeve, asi hazvinzwi; Nemhino zvinadzo, asi hazvinhuwhidzi;
Shona SUB 2002 Bible
Zvinenzeve, asi hazvinzwi; Nemhino zvinadzo, asi hazvinhuwidzi;