Psalms 115:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinamaʋoko, asi haɀiɓati; Namakumbo ɀinawo, asi haɀifambi; Haɀitauri napahuro paɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvina maoko, asi hazvigoni kubata, tsoka, asi hazvigoni kufamba; uye hazvitauri napahuro pazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvina maoko asi hazvigoni kubata; zvina makumbo asi hazvifambi, hapana kana izwi razvinogona kuburitsa nehuro dzazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvina maoko, asi hazvibati; Namakumbo zvinawo, asi hazvifambi; Hazvitauri napahuro pazvo.
Shona 2009?
zvina maoko, asi hazvibati; Namakumbo zvinawo, asi hazvifambi; Hazvitauri napahuro pazvo.
Shona SUB 2002 Bible
zvina maoko, asi hazvibati; Namakumbo zvinawo, asi hazvifambi; Hazvitauri napahuro pazvo.