Psalms 116:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoɗa Jehova, nokuti unonzwa Inzwi raŋgu nokukumbira kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoda Jehovha, nokuti akanzwa inzwi rangu; akandinzwira tsitsi pakuchema kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoda TENZI nokuti akanzwa izwi rangu nechichemo changu;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoda Jehovha, nokuti anonzwa Izwi rangu nokukumbira kwangu.
Shona 2009?
Ndinoda Jehovha, nokuti anonzwa inzwi rangu nokukumbira kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoda Jehovha, nokuti anonzwa Izwi rangu nokukumbira kwangu.