Psalms 116:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakatenda pakutaura kwaŋgu, ndiciti: Ndakamanikidzwa kwaɀo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakatenda; naizvozvo ndakati, “Ndiri kutambudzika kwazvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaramba ndiine chitendero changu, kunyange ndaiti zvangu, “Ndiri kutambudzika zvikuru.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakatenda pakutaura kwangu, ndichiti, “Ndakamanikidzwa kwazvo;”
Shona 2009?
Ndakatenda pakutaura kwangu, ndichiti, "Ndakamanikidzwa kwazvo,"
Shona SUB 2002 Bible
Ndakatenda pakutaura kwangu, ndichiti, “Ndakamanikidzwa kwazvo;”