Psalms 116:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati pakuvunduka kwaŋgu: Ʋanhu ʋose ʋanoreʋa nhema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye pakuvhunduka kwangu ndakati, “Vanhu vose vanoreva nhema.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandakanga ndazunzika kudaro ndakati, “Kuvimba nomunhu hakuna maturo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati pakuvhunduka kwangu, “Vanhu vose vanoreva nhema.”
Shona 2009?
Ndakati pakuvhunduka kwangu, "Vanhu vose vanoreva nhema."
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati pakuvhunduka kwangu, “Vanhu vose vanoreva nhema.”